Chorus Nhaiwe Gono Gonoriya, nhaiwe Gono Gonoriya,
Nhaiwe Gono Gonoriya, nhaiwe Gono Gonoriya,
Ndakatauraaa…….. Nhaiwe Gono Gonorrhea, nhaiwe Gono Gonorrhea
Nhaiwe Gono ndakataura
Verse 1.Gonoriya kusateerera kwaita kuti udzokerere zvavakatadza gore riya
ndakataura wani
Gonoriya kusateerera kwaita kuti udzokerere zvavakatadza gore riya
ndakataura wani
Bvisa Matibili ,ndiye mazero,mazero haana mhosva Gonoriya, gore riya
ndakataura wani
Bvisa Matibili ,ndiye mazero,RTGS haina mhosva Gonoriya, gore riya
ndakataura wani
Verse 2. Gonoriya kusateerera kwaita kuti Zimbabwe dollar rive mausa gore riya
ndakataura wani
Gonoriya kusateerera kwaita kuti Zimbabwe dollar rive mausa gore riya
ndakataura wani
Bvisa Mugabe ,ndiye mazero,mazero haana mhosva Gonoriya, gore riya

Verse 3. Gonoriya kusateerera kwaita kuti mugadzirire mari pabond gore riya
ndakataura wani
Gonoriya kusateerera kwaita kuti mugadzirire mari pabond gore riya

Verse 4. Gonoriya kusateerera kwaita kuti mari yenyika iwe matissue gore riya
ndakataura wani
Gonoriya kusateerera kwaita kuti mari yenyika iwe matissue gore riya

Bvisa Matibili ,ndiye mazero, RTGS haina mhosva Gonoriya, gore riya
ndakataura wani
Verse 5.Gonoriya kusateerera kwaita kuti udzokerere zvavakatadza gore riya

|